Find by tag

Matsotsi emu harare anetsa

mwe shasha kuHarare uku yaive nebabes so manje. But babes yakange yakaroorwa time-time, so it happened kuti on one of the days yakabatikidzwa iri muden neHusband yegero, so he had to rush out without his pants and shoes, just the shirt.

Upon getting home, knowing his wife would need an explanation, he cooked one. "..mai bhoi ndarohwa nematsotsi, ndabirwa trousers neboots.." Shasha felt better payakanwza wife
ichiti, 
"...umm veduwe, inga matsosti anetsa muno.., (pause) ..., kubva vapfekedza victim yavo condom?"

Get nyambo in your inbox!