Find by tag

Chinoz - shuga imarii

Chinoz akapinda mu restaurant for breakfast ndokubva asvikogara pachair.Waiter akabva auya
Waiter:Goodmorning Sir,what can l get you?
Chinoz:Goodmorning to you too,ko cup ye tea imarii?
Waiter:$1.50
Chinoz:ko sugar yacho?
Waiter:kana matenga tea ,sugar is for free,mahara hatitengese .
Chinoz:Good,ndipe 1 cup yetea ne4kgs dzesugar

Get nyambo in your inbox!