Find by tag

Vana varambidzwa kuenda kushow

Baba vakarambidza vana vavo kuenda kushow yajah prayzer ndokuvakiira muroom mavo. Vana vakaboora buri pamusoro pamazen'e ndokuenda kushow. Vadzoka vana vakapinda mumbaa mvura ndokutanga kunayaa. Vana vakadaidza baba kuti tave kunaiwa. Baba vakati tichapavhara kana kwaedza. Kuchiedza baba vakadana mai ndokuvatsika pafudzi kuti vakwanise kuvhara buri iri vana vachtamba panze. Pamba pakasvika muenzi ndokubvunza vana kuti kovabereki varipi, vana vakati vakakwirana mumba umo vari kuvhara buri ratakabuda naro

Get nyambo in your inbox!