Find by tag

Ndanga ndadya mushonga

Kablaz kaya kekuMalawi kakazoenda kumba kwegero rako rainzi Maggie saka asvika pagate akasangana nababa vaMaggie achibva avakuvabvunza,hanzi ko Maggie aripo? baba vacho vachibva vati kwete, zvikanzi Tete acho aripo, zvikanzi kwete, ko munin'ina acho aripo, dzikati  kwete futi, kachibva kabvunza futi ko amai acho aripo, zvikanzi kwete, kachibva kabata musoro kachijamuka hanzi," manje baba ndanga ndanja mushonga".