Dayi ari Sojah Ravhu akarohwa dayi patova nengoma racho soo
Lyrics;
Vakanditema kuti bho bho bho, Nawanadem
Vakandisiya ndichikamhina, panhamo Yavasahwira,
Zvino mugomba voda kundikandira, pakukanda matombo hapana akasarira,
nawanadem, vamwe vachiti Batayi, Vamwe vakati siyayi
Nekanyaya ke Cabbage, Vakandiita Savage, Suit kusara yave Garbage
Chi ba ba ba Vakati Batay Batay Mubateyi