Apa ndisaMutoko vachitsanangurira sahwira Wake yanga yatambika areas manheru.
"Ko mhanduwe romanhoko takazorijaba", "Ko hindawa futi?", "mwana wamaiGarikayi
anga agariwa mbabvu", "Ko ndiani unoshinhiwa kudaro?", ndowuyuyu felexisi",
"saka makandodii", "takandomhanyirayo ndokuwana atonyihwa-nyihwa panyopo".