Find by tag

Mhanduwe wanofarira Moses Chunga

Kwanzi mhanduwe waifarira mutambo wonhabvu zvikuru kunyanya team yobhora yoDynamos asi waisasapota team asi Moses Chunga, saka wakauya Harareyo kuti wazowona Mozee achitamba nhabvu wachibva wandomuigira foja kuti anyatsotamba, zvino Blah Mozee akabva andokoriwa nofoja ruya perfomance ichibva yalacker, wakandonyunyiwa nokupinziwa bhora nopakati pomakumbopo Mhanduwe wachibva wagumbuka ndokuchibuda muStadium achipopota zvikanzi," haiwawo, Foja rangu rokutambisa ndichipa benzi ".

Greetings: by Moses Chunga

Moses Chunga visited Birmingham for a soccer match. On arrival at the
airport he met some reporters who then asked him if he wanted to greet
someone from Zimbabwe. Moses Chunga went on to say "I would like to say hie
to my Mum and Dad not forgetting my Mother and Father"

Get nyambo in your inbox!