Find by tag

Quarter Chicken

kwahi imwe blaz yaonekwa ichidya quarter chicken yenguruve papublic pasina vanhu.

unodya wega, ndazvimbirwa

Mumwe muface akanda nebhebhi rake kuchicken Inn ndokubva vadya 2 piecer yake yake. Vapedza ndokudya maicecream apa vangavaguta manje mface akazoti kuna waiter "tipewoka matooth pick" zvikanzi nebhebhi richiyemerera " aah shamwari matooth pick unodya wega ini ndazvimbirwa

dressed chiken

Nhai hama, zvariri gore rezvidzidzo, ndiziviseiwo kuti Sei Huku yakaundurwa ichinzi Dressed
Chicken?

chinoz - chicken cuts

Teacher :ndiani angatipewo 2 types dzefood dzekuti tikadzisanganisa tinoburitsa 1type of food. 
Chinoz : chicken ne katsi. Zvinoti buritsira ma chicken cuts.

Get nyambo in your inbox!