Find by tag

Mukoma Mose vapinda paBelgium

Moses Chunga paakaenda kuBelgium akabvunzwa nema-journalists achingosvika paAirport. 
"So how popular are you sir?" 
Mukoma Moze ndokuti: "Not only am I popura in Zimbahwe, I am also popura in other countries such as, Gweru, Kwekwe, Mutare, Kadoma and Bhuruwayo."

Captain Moze

Blaz Moze padzakanga dziri captain weSquad manje, vakazomboenda kunze kwenyika
kunotamba gemazo saka paintroduction kuna President weikoko kune mamwe
maplayers:
"Thisi wazi Vitalis Takawira, this was Peter Ndlovu,this was Peter Fanwell".