Find by tag

Ndaipa tyawo pano

Pne mumwe muchinda aipfuura nemumakuva ekumbare ..paakaona mumwewo munhu akabva afara kuti vachafamdidzana nekuti aitya. akabva kumunhu uye ndaita rake ngatifambei tose because ndangandiri kutya kudarika ndenga

mumwe muchinda uye ndokupindura achiti neniwo pandakange ndichiri mupenyu ndaitya kudarika pano ndenga .

Get nyambo in your inbox!