Find by tag

Ndoita zvandakaita kwaMutare

Pane kamwe kamudhara kakange pamusika weMbare kachida kukwira bhazi kuti kaende kwaMutoko. Pakakatarisa muhomwe kakawana inga chikwama hamuna. Kakabva katanga kudaidzira kachiti "vakomana kana paine munhu atora chikwama changu ngadzorere
otherwise ndinozoita zvandakaita kwaMutare. Mbavha yakanga yaba nekutya yakabva yadzorera chikwma ichifunga kuti pane mishonga yemudhara yaizomuvhiringidza. Vakomana vakange varipo vkati mudhara chikwama chako wapihwa chitiudza kuti kwaMutare wakaita sei, zvikanzi ndakabirwamari yebhazi ndikaenda kumusha netsoka.

Mbare Hostels

Unoketa mafesi anoloja imba yakadividwa necurtain? The guy who stayed on the door side was married while the other fella was single.one day he overheard the married kule saying to his wife,'rega ndipinze yakarara inomira yave mukati!!!!' The wife replied,'chingopinza yakamira inokwana!!!!' 

When he pipped over the curtain ,he caught a nice
 glimpse of husband and wife trying to move their new
wardrobe into the house.

Marketing in Shona

Mumwe murume akapinda mubhazi achi tengesa zvinhu achibva atanga kushevedzera:
Vana sisi vakaboorwaaa........
Vana sisi  vakaboorwaaaa...................................mhete dziri pano idzi.

Ko vana amai moenda musina mabhurukwa here..........
moenda musina mabhurukwa here...................................mabhurukwa evana ari pano aya 

Ko vana baba moenda dzakamira  here.............................
moenda dzakamira here............................mabattery ewatch ari pano aya.

Mazuvano tava kuchaja nezviri mukati

Mbavha mbiri dzakaenda kucourt mushure mekunge dzaba muSupermarket... 

Judge: "iwe wekutanga taura tinzwe wakabei?"
Mbavha 1: "Ndakaba gaba rehove".
Judge: "Maiva nehove ngani?".
Mbavha 1:  "Shanu"...
Judge: "Mazuvano takuchaja nezviri mukati saka makore mashanu mujere".
Mbavha 1: "kikikiki"...
Judge: "ko uri kusekei?"..
Mbavha 1: "ahh kutoseka hangu shamwari yangu yakaba gaba reBHINZI!!"

Mushini wekubata mbavha

Svondo rapera kuJapan kwakagadzirwa mushini wekubata mbavha. Pawakasvika USA wakabata  mbavha 750 withn 1hour.
Ku Zambia wakabata 1000 within 30mins.
Pawakasvika Zimbabwe, paMBARE within 15mins wanga watobiwa! 

Get nyambo in your inbox!