Find by tag

mungwarire matsotsi epa facebook

Pakaita account yakanzi Cristiano Ronaldo pa facebook , nekuda zvinhu ndakaadder as a friend.I then send a message, 'Hie Ronaldo is this really you?'
Then he replied 'yes its me'.Then i replied im one of your fans staying in Zimbabwe .
He then replied, 'IBHO MFANAMI KEEP SUPPORTING ININI BLAZ VAKO VAKADII VAMWE VOSE'

interview dze vakomana vebhora

Interviews nevakomana ve nhabvu

Dumisani Mpofu
Interviewer : Dumi, you really seemed to enjoy the game
Dumisani: Yes, the game was very much delicious.

Memory Mucherahowa
Interviewer: Memo, how do you feel about scoring such a beautiful goal? 
Memory: I feel immediately! 

Moses Chunga
Interviewer : So Moses, tell us about your family.
Moses: I have one kid. I also have two brothers. There is one in front of me and one behind me. 

Cephas Chimedza
This interview took place on Cephas's birthday.
Interview: Firstly, Cephas we would like to wish you a happy birthday. 
Cephas: Thank you, thank you, same to you.

Francis Chandida
Interviewer : Francis, you seem to have hit such a rich vein of form and you also seem a lot fitter. What is your secret?
Francis: In the morning, I get up and run away. 

Musareka Jenitala 
interviewer : Musa, you have just played an amazing game to help your team win, where to from here?
Musa: I am going home.

Peter Ndlovu
Interviewer : Peter, those were three beautiful babies you put away behind the net. How do you feel?
Peter: Aah iam so ashamed, I just do not like it when these women tell the whole world.

Johannes Ngodzo
Interviwer : Johannes, how does it feel to be man of the match?
Johannes : Actually yes!

Mitemo yeku chikweshe

10 mitemo yechikweshe:

1. Akafuta ndiye keeper
2. Bhora rinopera kana vanhu vaneta
3. Nyangwe game riri 20 - 0 vanopedzesera kugowesa ndivo vahwina
4. Hapana referee 
5. Hakuna offside
6. Muridzi webhora akatsamwa game rapera
7. The best 2 havafanirwe kutambira same team, ndivo vanosarudza maplayers
8. Anokavira bhora kure ndiye anonorinhonga.
9. Kana pane score isina kunzwisisika, either inobvumwa or panorohwa penalt
10. Zvinomakisa kuita wekupedzisira kusarudzwa nekuti unenge usingabatsire

Nhasi ndo kune final

Benzi: ''Chiremba ndiri kuita problem yekurota makudo achitamba bhora everyday."
Doctor: "Tora mapiritsi aya wonwa manheru pakurara."
Benzi: "Manje ndotoanwa mangwana nokuti nhasi manheru ndokune FINAL"

Mighty Warriors ku Rio (Brazil) Olympics

Dai ma Mighty Warriors akando mitiswa kuBrazil ikoko vouya ne mimba kuti tiwane vanhu vebhora!

group chat ye Real vadyiwa ne Barcelona 4 nya

RealMadrid group chat afta vadyiwa 4-0 ne Barcelona:

Marcelo: haa boys Barca yakurema iyi
Benitez: iwewe unonyanyawo ku over lapper 
Marcelo: Asi ndomatambiro angu ka mudhara 
Ramos: Chitsaga manje ichocho dread .
Pepe: lol messi na Neymar vanondiziva
Varane : haa Pepe nasi moto wangawakawandisa zvesimba zvangazvisingashande 
Cr7 : mxxm 
Bale : Asi mukoma Ronaldo ramarova hapana 
Benzema: mukoma rangovawo demo seravanopfeka kumusana 
Cr7 : hapana ane ballon dor muno saka nyararai
Modric : ballon dor riya makangopiwawo zvekunyarwa Asi murishiri kuna messi 
James : kana Neymar ndi Mudhara kuna cr7
Kroos : haa Isco vanorichengetawo 
Ramos : uyo mphana ndichatomutyora kutraining 
            Cr7 left 
Benitez : cr7 ndotoshaya kuti ndomugarisa bonde Sei 
Jese Rodriguez : wakufunga Bhora manje Mudhara 
Pepe : ndotopindawo ipapo pa Ronaldo

vanhu vanoita zvinobhowa

Type yevanhu vandakamaka: 

  1. Munhu anoramba sadza asi achida kunhonga nyama. 
  2. Munhu anoramba kupinda muden achiti ari pahurry asi oita 40 minutes achisasa ari padoor. 
  3. Muskana anoita 3 hrs achiramba kuda kusvirwa kusingatore 3mins,ozoda kuramba akabatirira watotunda kare. 
  4. Zimunhu rinobvunza zvariri kuona richisvika pamuri,eg "Ah,ibhora here ramuri kuona iri?" or "Ah hey,ndiJohn here akarova suit uyu?" dako remunhu.
  5. Munhu anoita basa rekuverenga zvakanyorwa nevamwe achisekerera sezvaurikuita ipapo.

afcon 2017 - huree

Tanga tichiona hadu bhora,Pagowesa  vakomana veku ghana  mkadzi bvaadaidzira kuti HUREEE landlord kwakuuya achimhanya ndokusviko knocker pa door zvikanzi mamisai munhu chokwadi anogara achiuya pano musipo munhu iyeye ndaitoshaya kuti ndokuudzai sei

Chero nemi mungati munhu angaite makore anenenge total time yebhora plus injury time

Nemi tinoti Refereee (Ref) ngaachiridza *pito* 

Get nyambo in your inbox!