Find by tag

zvima bhibhi zve grade 0

Mwana weshamwari yangu akatanga grade 0 nezuro airamba kupfeka bib hanzi handitengese airtime..

handei ku gochi gochi

Shamwari yangu ngaiuye kumba kwedu hanzi handei kunogocha ini ndabva ndatenga magaka nematomato netuma onions tasvika pabraai stand akubudisa chibage chinyoro ndasiya ndamutema nemagaka ini

Ndapotsa ndabatwa ndichi dongorera

But mfesi wangu Joromia akadyiswa zvakaipa nemukadzi wake.
 Ndakamudza kuti amanye kumba kwake madam vake vapinza chikomba.Kwakudzoka kubhawa achifemereka kwakuti "Ma1, ndapotswa ndabatwa ndichivadongorera!"

Type dzeShamwari

  1. shamwari dzinongokutsvaga kana dzakabroker dzichida chikwereti asi dzisingazodzose
  2. shamwari dzinoti kana dzikakutsvaga wotoziva kuti mangwana une bhabharasi (kunwa chete hapana kuvaka)
  3. shamwari dzinovaka kusvika pakusakupa kana mukana wekuzvifungirawo wega
  4. shamwari dzekuti uchingopedza kumuudza nyaya wotoziva kuti waudza munhu wese (aljazeera network)
  5. shamwari dzekuti ukaziva kuti arikufonerana nemurume/mukadzi wako wotonzwa mudumbu (chihure chisina bhaundhari)
  6. shamwari yekuti unoziva kuti kana munhamo iripo, shamwari chaiyo inodiwa nemunhu wese
  7. shamwari yekuti munenge mungori mucompetition, unototya kutaura kuti wapromotwa
  8. shamwari inonyepa zvekuti heyi
  9. shamwari inongokutsvaga pafacebook ichida kuona kuti uri kuita nezvei
  10. shamwari inongokutsvaga kana zvinhu zvichifamba kuti ivhaire kana zvakapressa mazuva iwayo hauibate

Get nyambo in your inbox!