Find by tag

Hove yako yafona

Wife:honey hanty u go fo fishing pa maweekends??
Hubby:yes my love.
Wife:Hove yako yafona yati ine nhumbu.

Mbavha ndeipi apa?

Ndiani mbavha apa:
Mukomana aitengesa hove 3.3 kgs achida $10. Mdara wemota obva amira achida hove akati isa kuboot wouya kuzotora mari. 
Mkomana obva oisa hove pasi pemota ovhara boot, Mdara obva atiza asina kubhadhara achiti hove dzaamo!!!! 

So mbavha ndeipi

Vakaroorwa valentines haisi yenyu

Kovakadzi vakaroorwa munoda ma
valentine presents eiko ,makamboona
hove irimufiriji ichipihwa maworms?