Random
Community
Find by tag
Nyambo dzine tag 'conductor'
Mwari vano davira minamato
Pengai kubva ari mudiki aiita munamato kuna Mwari:
'
Ishe wangu ndikakura ndichada kugara ndiri mumota hombe, ndichifamba nevakadzi vakawanda vakachena ini ndiine zibag rakazara mari.
'
Mwari haana kumurasisa. Akanzwa minamato yake. Izvozvi ndi conductor mubhazi ra Munhenzva.
conductor
bhazi
munamato
mwari
munhenzva
Kachiri kadiki
Conductor
: Eeh ambuya mwana ane 3yrs anobhadhara muno mukombi, wenyu anemangani uyo?
Ambuya
: Ane 36months.
Conductor
: haa ok kachiri kadiki
conductor
dofo
bhazi
ambuya
mwana
hwindi
Featured Tags
pentecostal
next door
coup
mvura 2017
musikana
doro
nhamo ya 2019
dare
dofo
murume
roora
Mugabe @ 93
bhilo
mutyairi
jongwe
mufundisi
nhamo 2016
tsaona
mwanasikana
mwana
zimbabwe
mwari
zesa
cyclone dineo
rufu
mapositori
dofo
tsamba
mukadzi
yellow born
g string
kombi
muroora
nhamo
chipatara
noah wemu bhaibheri
maiguru
kugeza
aids
murume
hure
chibage
adult
madzimai
mudzidzisi
imbwa
mutyairi
shiri
chinoz
mudzidzisi
Get nyambo in your inbox!