Kupfimba kwakaoma, umwe mface abva kubvumwa nebaby nyaya bvadzapera. Kushaya nyaya chaiko.....akabva abata rwoko rwebby..... Kwakuti unozviziwa here kuti ndorwutyora urwu. .
Umwewo ndiye akati abvumwa sanhasi mangwana akunoona baby abva ashaiwa kuti otangawo sei nyaya zvikanzi ndimi makadai kutida
Mumwewo akazoti aona babie akushaya kuti otanga nyaya sei akazoti...... garazviya ndiyani mukuru iwe namai vako?