Mudzidzisi akabvunza vana vose mumwe nemumwe mabasa evabereki vavo kamwe kakataura: "baba vangu imbavha ,mai vangu ihure..."
Teacher vakatsamwa ndokuendesa mwana kwaheadmaster. Mushure mwana akadzoka achidya apple teacher ndokubvunza: "wanzi kudii nahead?"
Kakapindura: "hapana vandipa apple vakatora number dzamai vangu chete..."