Find by tag

World Cup yenhodo?

Imwe tsanoz yangu yakaenda Joza 1999 yakadzoka ikozvino, ndatoiperekedza kuChitungwiza yanga yakurasika apo kucomplainer non-stop, tichitenderera mumaraini yazondibvunza,"ko nhai asi kuno kwaitambwa world cup yenhodo muroad kuita so many potholes?"