Zimsec 2014
Shona Paper 2
Rondedzero : Akarumwa neChokuchera
Chekuchera chinoruma vakomana. Mukoma aichera pasi ndobva pabuda chekuchera iye ndokutanga kutiza, akamhanya akamhanya akamhanya wanikwe chekuchera chiri kungouya. Vanhu vakatora matemo asi chekuchera hachina kutya,chikati naaaye .Mukoma achida kunoti nzvee nechikwere chehuku ndiye ngaaa kurumwa.. Vanhu vachisvika wanei Aah, arumwa nechekuchera.