Find by tag

musoro musoro

Enock: Imarii kugerwa?
Barber: $3.
Enock:  Ahh nemhanza iyoyi???
Barber:  Mudhara msoro msoro!!
Enock:  Horaiti ndigerewo DHINO
Barber:  Haa mdara nemhanza yamuinayo iyi
Enock:  Mfana msoro msoro gera wakanyarara

Chihera - musoro wemba

Chihera achirairwa natete avekunoroorwa
Tete: Zvauriwe Chihera uzive kuti murume ndiye musoro wemba 
Chihera: kana iye ari  musoro ini ndiri bhareta

Bhizimisi: chigayo vs barber

Chadzoka zvekare ne statistics

Chigayo $1 800
Chigero  $25

Kugaisa chibage $1
Kugera musoro.   $1


Mumba mune vanhu 5 vanogaisa bhaghidhi 1
Wechigero anogera vese.

Kana takuita business ngatitange tafunga

Get nyambo in your inbox!