Find by tag

mapurisa kwaMacheso

Umwe mukadzi akafonera mapurisa kuti: "murume wangu aenda neGirlfriend saka ndave
kutevera kwavaenda. Ndine pfuti zvekuti ndikavawana ndiri kushudha vose" 
MaPurisa akabvunza kuti vaenda kupi? Mudzimai uya akati; "Vaenda kuBand kwaMacheso kuVITO" 

Mapurisa akabva atora mota ndokumhanya kuti vatangire mai vaya kusvika. Mupurisa akasviko bvutira Macheso Mic ndodaidzira achiti,"
"KANA MUINE MURUME WEMUNHU ARIMUNO NEGIRLFRIEND MUKADZI WAKO ARI KUPINDA MUNO IZVOZVI ANE PFUTI YEKUSHUDHA IWE NEGIRLFRIEND YAKO MOSE" 

Hanzi door rakaita duku varume vose vachitiza kusanganisira naiye Macheso wacho.

Chinoz - vaimbi vepa Indipendence

Chinoz vanyora list yemaMusicians achaimba paIndependence gala 
  1. Areki Macheso
  2. Ja Pureza
  3. Soja Ravhu 
  4. Kira Ti 
  5. Toki Vhaibhusi 
  6. Se Karazi 
  7. Dhokota Simuzi 
  8. Pita Moyo 
  9. Redhi Swanda 
  10. Metiyasi Mhere 
  11. Renadhi Zhakata
  12. Charusi Charamba 
  13. Wingi Dhi 
  14. Roki 
  15. Arekisio Kawara
Endi meni mo

Bhavhadheyi rako unosheya nani

Ndeupi wauno sheya naye mwedzi wawakazvarwa nawo apa?
January - Magaya
February- R.Mugabe
March - Tsvangirai
Aprill - Gumbura
May- Marabha
June - Mai Chisamba
July - Jah Praizah
August - Chinotimba
September - Macheso
October - Zhakata
November - Vharazipi
December - Makandiwa

Then wauno share naye ndoyava nickname yako!

Tsoka dzerwendo - Aleck Macheso

Message kubva kumuimbi wedu wemuseve, Aleck Macheso:

Admin ndokumbirisa undiudzirewo vanhu veMasvingo kuti album rangu rinonzi 🏼"TSOKA DZERWENDO" kwete kuti vafambe vachitaura kuti "SHOKA DZEGWENDO", please please🏼 haikona kuramba muchikanganisa wozve album rangu vanhu veMasving.Sezvamunoita kana matadza kuenda Gweru, kuti gwendo gwegweru gwagugwa negugwe

Get nyambo in your inbox!