Find by tag

Manje ini ndoku....

Patient: Doctor ndine problem
yekukanganwa.
Doctor: Zvakatanga rinhi?
Patient: Zvechii??
Doctor:  manje ini ndokumamisa

Nhasi ndo kune final

Benzi: ''Chiremba ndiri kuita problem yekurota makudo achitamba bhora everyday."
Doctor: "Tora mapiritsi aya wonwa manheru pakurara."
Benzi: "Manje ndotoanwa mangwana nokuti nhasi manheru ndokune FINAL"

Ndezve kubhawa zviya

Is this good??I visited ma doctor and he gave me some treatment and medicines .he also advised me to stop drinking beer. later in the evening I went to the bar and bought myself a fanta drink.while I was drinking I saw ma doctor drinking beer and he came to me and said""ko hauchamwa beer why?oo mari iyi piwa koti""and I said""doctor makanganwa here kuti ndini wamati  chimbomira zvehwa
hwa”"and he said"""aaah iwe! ndezvekubasa zviya kuno kubhawa ngatnwei"kwakutenga beer kwakunwa..the next day I wasn't feeling well so I had to go back to ma doctor!"""doctor ndarwara!"" I said to him""""ko chiii futi“"" he asked"doro riya ramakati ndinwe nezuro"and he answdered""""aaah ungateedzera zvekubhawa iwe  uchirwara?ndezvekubhawa zviya!unofa ukazviteedzera!""ndakaita weak!

Sei usiri kudya?

Mapenzi akapiwa ndiro dzechikafu dzisina chinhu zvikanzi idyai vachida kuona kuti hapana rava nani, mapenzi aya ndokutanga kuita seari kudya. Chiremba vakafara vachiona rimwe risingadyi zvikanzi, wakamirirei usingadyi? zvikanzi nebenzi ndakamirira kuti zvipore

Surgery - mazita avana chiremba

Imagine  the day before u have major surgery you are introduced to the team that will be performing it .
Dr Urayayi
Dr Kufa
Nurse Marufu

Unenge ucharamba surgery yacho 

Get nyambo in your inbox!