Find by tag

kambo kaya kanonzi "Tapinda Tapinda"

Dj : hello muteereri , wapinda muchirongwa .

Caller: maita vamushamarari, ndine chiziviso. Ndanhongawo bhegi rine chitupa chakanzi Bryan Dzukwa rine mari inoita $300 000

DJ: Hoo maita basa, saka manga muchida kuti muvaudze kwavanokwanisa kukuwanai here.

Caller: Aiwa, maya. Ndanga ndichida kuti mundiridzirewo kambo kaya kanonzi Tapinda Tapinda.!!!