Find by tag

Zesa ne Zinwa

Zesa & zinwa dai vari vana vangu ndaiiendesa ku children's home vana vepi vanouya mumba nguva yavanoda

Zvinhu zvisingachataurwi nemazita muZimbabwe

Zvinhu zvisingachataurwi nemazita muZimbabwe:

  • Aenda - Magetsi
  • Adzoka - Magetsi
  • Haisi kubuda - Mvura
  • irikunetsa - Network
  • Yarohwa futi - Chelsea
  • Adonha futi - Mugabe

Muchando vanhu havagezi!

2016 WATER BILL SUMMARY

January:     $36
February:   $35
March:       $36.50
April:         $40 
May:          $28
June:          $1.88

kasi mvura yacheaper?

Get nyambo in your inbox!