Find by tag

mazimbo kuda zvinhu

MaZimbabwe munoda zvinhu everything you want it double double unonzwa kuti '' Ndeipi Ndeipi sei sei Bhoo Bhoo , low low, sharp sharp,still still,heavy heavy, Gud Gud, hauite hauite, tapinda tapinda, murape murape, chele chele, kepe kepe, ola ola, chek chek, heya heya, takaipa takaipa, lazy lazy,waya waya, kiya kiya, take take, zakaria zakaria, ndekapi ndekapi, ha ha umm umm, bye bye

foni inoratidza hunhu hwako

Chingobata Phone yako then wobva waziva kuti wakamira papi

1. Blackberry = unoda zvinhu
2. Sony = unofarira kutora-tora maphotos
3.iPhone =unoda flambo
4. Nokia = wakaita swap n top
5. LG = wakango i pihwawo
6. Samsung = unetwunhu twako
7. Motorola = Old school
8. HTC =wakaitumirwa frm UK
9. ZTE/ECONET PHONES = wakasara
10. Dual sim = unotambura rough
11. Gtel= obviously hauende kubasa rinopfekwa tie
12. Huawei= waingodawo kupinda paWhatsapp

Gonyeti raka nanga Beitbridge

Gonyeti ramira pambudzi richideedzera $2 paBeitbridge vanhu kwakumhanyidzana wena 15 vakakwana vapinda paya Gudo richibva ragara zvaro pasteering zvikanzi vazukuru ini ndinokanganwa batanidzai mapondo angu agare auya. Team rabatanidza paye nekutya vabhadhara. Chinzwa Ma1 acho manje  after every 5 km Gudo raingodedzera vazukuru ini ndinokanganwa mapondo angu ngaauye.Team parakazosvika Beitbridge ranga rabhadhara $300 pamunhu.apa waiti ukaendesa yakabatana change yanga isingauye

Kuda zvinhu - Jehovah's witness

Nhasi ndaona a handsome guy achifamba achiuya kwandiri.taita eye contact ndokusekererana ndikati zvangu zvaita. 
Andimhoresa l responded well ndichisekerera.Azoti do you have time to talk ndikati yep.abva ati give me a second ndokutanga kufamba achienda kudiscovery 4 yanga iri padivi. Ini  semudi wezinhu ndikati zvangu zvaita
Abudisa machair two kuboot zvikanzi come let's seat.hana yarova ndikati what have l done to deserve attention yemhene iyi
Little did l know kuti muJehovha's witness. Mhepo yandidambura vakomana.apa achiri kutaura maverse.
Ndifonereiwo ndibve pano!

kuda zvinhu - menu mu hotera

Woenda Holiday Inn, woona menu yakanzi: 
  • Salted white corn, rare jucy beans, garnished with rift potatoes & topped with organic unprocessed guacamole!
  • Price: $ 52
Wobva wa Order!
Wobva waunzirwa only to find out Mutakura  with some Avocado.
Apo ndopaunatanga kuziwa kuti teacher we English akanga asiri munhu wekutamba naye.

kuda zvinhu - ma instructions emu chimbuzi

Zvimwe zvinhu zvinonyorwa mumapublic toilets zvinopedza power, ndakapinda pane imwe public toilet pamarket , ndakat ndichingovhara door ndiri mukati ndakaona rakanyorwa kunzi "LOOK UP" ndakabva ndatarisa mudenga ndikaona makanz "LOOK TO THE LEFT" ndakabva ndatarisa kuruboshwe ndikaona kwakanzi " LOOK TO THE RIGHT" ndakatarisa kurudyi wanikwe kwakanyorwa kunzi " LOOK BEHIND" ndiri kuti rega ndione kuti kumashure kwakanzi kudii ,hezvo wanike ndiko kwanga kuine mashura anga akanyorwa kunzi " ZVINO UCHAMAMA NGUVAI ZVAUNODA NYAYA KUDAI !!"

vakadzi vava kuwanza makeup

Ikozvino varume vanoto fanirwa kufamba nema dish ne sipo,  akaona mukadzi waada oti gezai kumeso asikana tizivane...

Kuitira kuti asazo ita heart attack the next time he sees her..

kubva mu Valentines yava Cyclone

Vakadzi vaya vatanga!
Hanzi babie urikunditengera chii pa cyclone!!!!!!

Get nyambo in your inbox!