Find by tag

Chakachaya kuCourt

Imwe couple ndokuuya ku High Court for a dirvoce:
Judge: Hamuchadanani zvachose chose hre?
Man: Hongu mambo.
Woman: Chokwadi changamire.
Judge: Mune vana vangani?
Woman: Three.
Judge: How do u want the children shared.
Panoita runyararo, votanga kukakavadzana
murume nemkadzi. After some 30 mins they come
back.
Vose: Give us time, taakunoita mumwe mwana,
then we share equally, kkkkk

Haipereri ipapo. After nine months, the woman
gave birth to twins kkkkkkkkkk

Unoita sei kana tikabata lotto

Hubby asks wife:
"Unoita sei ukanzwa kuti ndahwinha lotto?"
Wife: "Ndinotora half yacho ndokutiza."
Hubby: "Ndagona 3 numbers saka ndahwinha $27. Tora $13:50 yako urove pasi."

Usada kundifadza nenhema

Wife: Handichadi hangu, ndakuenda kumba kwedu, Sara hako uchandifunga rimwe zuva, mangwana chaiye ndiri kuenda
Hubby: Handidi munhu anoda kundifadza nenhema.

Get nyambo in your inbox!