Find by tag

Mitemo yeku chikweshe

10 mitemo yechikweshe:

1. Akafuta ndiye keeper
2. Bhora rinopera kana vanhu vaneta
3. Nyangwe game riri 20 - 0 vanopedzesera kugowesa ndivo vahwina
4. Hapana referee 
5. Hakuna offside
6. Muridzi webhora akatsamwa game rapera
7. The best 2 havafanirwe kutambira same team, ndivo vanosarudza maplayers
8. Anokavira bhora kure ndiye anonorinhonga.
9. Kana pane score isina kunzwisisika, either inobvumwa or panorohwa penalt
10. Zvinomakisa kuita wekupedzisira kusarudzwa nekuti unenge usingabatsire

Mitemo yemuma WhatsApp groups

Mitemo mishoma yemuGroup.

1.. kupedza zuva usina kumbotaura imhosva inoripwa neHuku.
2..kupedza svondo wakati zii..mbudzi
3..kungoti kkkkk. Wonyarara ..Hanga
5..kusamhoresa vamwe nemazita kungoti eeh hama ukoo.. airtym.
6..kusambotaura zvamuchose.. mombe inotsika
7..Kusamhoresa admin..chihuta nezai racho

Mitemo yevanenge vauya kuzoona bhora (World Cup 2018)

Guys ngatigare taonesana,kune avo vachange vachionera World Cup kungava kuma next door or kwa bhururu wako,

  1. Be early, at least 15 minutes from kick off, zvekuzosimuka tichikuvhurirai door iro bhora ratanga hazvinyatsoita,
  2. Ibvai Madya kudzimba dzenyu,
  3. Kana mukasvika vana varara pa sofa please siyai vakadaro,
  4. Kana yave halftime musati forcer kuchinja channel, hanzi ngatimboonei kuti ku 'Zee World' kunei,
  5. Musapinda nemasocks anonhuhwa better kutogeza tsoka musati mapinda,
  6. Morega kupota muchiisa ziso kunana madam vedu. Ziso ngaritarise tv chete!