Find by tag

Wachembera

Kana wakaita izvi, wachembera:

  1. Watched Mvengemvenge Ezomgido by Eric night
  2. Watched macguiver,21 jump street tour of duty and Neighbours, Chips
  3. Sang Ishe Komborerai Africa
  4. Ate ma doink and viscos
  5. Drank Tarino
  6. Used a 5cent coin that had a rabbit
  7. Tear sandcooler in half to share with your fried
  8. Used sand as an antiseptic
  9. Your first television set was black n white called Giant or  President.
  10. You can sing Ndochi
  11. Once ate mango and salt
  12. Kuwachira Carpet pamsoro pemba.
  13. Kutumwa kunotenga chingwa wotenga sliced wodya mapiece 2 epakati.
  14. Kuba salt mumba uchida kudya mabhurumango mambishi awaienda kunoba pamaraini penyu.
  15. Kuita game rekuvhura magazine uchiti page iyi ndeyangu rekuside uko nderako.
  16. Kumisa bhazi pabus stop pasina vamwe rakamira wotiza uchiseka.
  17. Kutumwa kumashops kunotenga madrinks maEmpty ari mupaperbag achifamba achirira road yose.
  18. Kukwira muti wotanga kudriver uchiti ibhazi.
  19. Kunotamba bhora nevamwe team yako yakadyiwa woti handichada ndipei bhora rangu ndakuenda kumba.
  20. Kuzora mafuta pamusoro peshena.
  21. Kugadzira bhora rezvikweshe rinedombo pakati woti vapfanha vakike!
  22. Kusunga huswa munzira kuti vamwe vadonhe.
  23. Kuisa salt pasi perurimi kana waita mhosva kuti ukarohwa ufende!
  24. Ukadenhwa term ichitanga wozogarira munhu wacho pagedhi rechikoro musi wekuvhara
  25. Kuba nzimbe kumaraini asi kumba kwenyu dziriko.
  26. potato crips zaza the stalet mama chomupikini puzzi the dog
  27. Ukanzwa Jarzin man woziva kuti ndakubuda mumba kuenda kuchikoro.
  28. Kutswanyirana sweet ne dombo 
  29. kunoona wwf panext kana une shena hawaibvumirwa kupinda
  30. Kana wakambopfeka PRO-SPORT OR Grasshooper

Chero nemi mungati munhu angaite makore anenenge total time yebhora plus injury time

Nemi tinoti Refereee (Ref) ngaachiridza *pito* 

Get nyambo in your inbox!