So, akarwa hondo yekusunungura Zimbabwe ndiyani?
Mujuru haana kudonhedza chikopokopo,
Didymus Mutasa haana kurwa hondo ayive busy with his wife in Mozambique,
Munangagwa was in Zambia studying,
Mugabe was teaching in Ghana
Iro gore rino tichadzidza zvakawanda
Nhasi ndiri kukupai homework. Nditumirei mhinduro pamibvunzo inotevera.
1. Ko munhu anokwanisa kuchema here kana ari pasi pemvura?
2. Ko hove dzinombonzwawo nyota here?
3. Ko sei shiri dzisingadonhi padzinenge dzakarara mumuti?
4. Ko sei imba ichinzi building asi iyo yakapera kuvakwa kare?
5. Ko pavanoti chikafu chembwa chitsva uye chava kunaka zvakawedzerwa, ndiani anenge achiravira?
6. Kuudza munhu kuti ndinokuda hausi mubvunzo asi sei vanhu vachitarisira mhinduro?
7. Ko sei glue risinganamiri mugaba raro?
8. Kana muchiti mari haimeri mumiti, Ko sei mabank aine mabranches?
9. Ko sei tichiwana nzvimbo dzekupaka mota pamabhawa asi mutemo usingabvumiri kuti munhu achaire mota akanwa doro?
10. Ko sei mvura inopisa ichidzima moto asi paraffin inotonhora ichiutungidza?