Find by tag

Muzukuru weku Arcardia

Sorry kune vechikedha I don't mean kukuwanzirai

Kwahi wedu muzukuru Jimmy akanga anetsa every time achiti Kulez ndinoda kumbovhaya nemi kumapfanya next time pamunoenda kunoona gogazi, kulez dzikati iri bhoo, friday yasvika vakabva vabaya vese, vakazoshamisika kuti muzukuru akafuma achiti ndava kudzokera kuH-town, vakangoti zvimwe afunga magen'a ake kuAcardia.

Achisvika kumaraini kwake boys dzakashamisika kuti hidhava kudzoka so early, dzikati," shamwari these guys are messed up, they told me to sleep in a round house to confuse me, I couldn't find my way to the toilet and they also made me sleep on what they call a rukukwe, the next morning I was a fucken zebra oneside".