Shingi aiva mubarber achigerwa zvake ndokubva awona mumwe mukadzi akanaka chaizvo achitsvaira mubarber mubarber umu.
Tonde: ende sisi makanaka
Mukadzi: maita basa
Tonde: do you mind if i take you out after work
Mukadzi: but i am married
Tonde: you can tell your husband kuti unenge wanonoka kupedza basa
Mukadzi: ok muudzei mega ndiyei arikukugerai
Wife and hubby watching soccer:
Wife: sweetie ko uyo akapfekerei zvakasiyana nezvevamwe?
Hubby: Ndi keeper anogara pagedhi.
After 5 min,
Wife: Ko keeper uya zvaava kumhanya mukati, asiya ghedhi nani?
Hubby: Uyu ndi refree, haasi keeper.
Wife: Saka refree anoita basa rei?
Hubby: Ndiye ano controller game.
After 10 min,
Wife: Ko refree uya zvaamira paraini futi?
Hubby: Uyu ndi assistant refree kana kuti linesman.
Wife: Asi arikuda kusabhura refree ari mukati?
Hubby: No, anoshandira paline ipapo.
After 30 seconds,
Wife: Saka mureza waasimudza uwo iflag yekunyika ipi?
Hubby: Nhai Mwari ndaparei nhasi? Uku team yangu irikurohwa....uku ndirikubvunzwa zvisina maturo...!!
Private caller - Hello am l speaking to Anita?
Anita - Yes
Private caller - Askana siyanayi nezvekufonerana nemurume wangu handiti!!!
Anita -Ndanga ndatya ndafunga kuti muchati ndirege kurara naye.Kana zvakadaro iribho. gudnight
Professor vachitukana nemukadzi wavo;
Prof: hauna kufunda ndosaka wakapusa nekuzungaira.
Wife: akazungaira nekupusa ini newe ndiani,ndiri nani ndakaroorwa naprofessor, ko iwe wakaroora mukadzi asina kana grade 7.
Mukadzi anga arimu court achibvunzwa kuti atsanangure munhu anga amubata chibharo sezvo ma suspects ese aivemo airamba. Mukadzi ndokuti 'munhu wacho anga arimupfupi, anemhanza, anonhuwa.
Pese pandaienda kumichato yeshamwari dzangu vamwe ana mai vemumaraini vaingonditi ''Ko iwe ucha chatawo rinhi vamwe vari kungochata?''
Izvi zvaindirwadza chose, zvaka zopera pandaiti ndakasangana nawo panhamo ndovadzunzawo kuti: "Ko imi muchafawo rinhi wamwe venyu varikungoenda''
Takagara mukombie fon yevamwe blaz yorira, ndobva vakumbira kuti driver adzikise volume...kombie yese vanhu ziiii. Blaz: Private number....Hallooo????, eish!!! "handisikunzwa chinhu",(ndobva aisa fon paloud speaker). Caller: (Shouts) "Ndati Wadyirei polony yemwana?"
6 Reasons Dzakanakira Doro Kudarika Mukadzi
VASATI VAROORANA:
# John.... Ndikuona seuri kunonoka
# Mary.... Urikuda kuti ndiende?
# John.... Usafunge izvozvo
# Mary .... unondida here?
#John.... Zvakanyanya
#Mary.... wakambo danana nemumwe munhu here tiri tese?
#John.... kwete.
#Mary.... Uchagara neni nguva dzose here?
#John.... Nguva dzose ndikawana mukana
#Mary.... Uchandirova here?
#John.... kwete!
#Mary.... Ndovimba newe here?
#John.... Yeah!
#Mary.... mudiwa wangu....
VAZOROORANA: Verengai muchibva kuzasi kuenda kumusoro!!
Maitiro evanhu vanegodo
Saka munhu woita zvipi?
Murume aigara achiverenga newspaper nguva dzese.
Mukadzi: aaa dai ndiri newspaper
Murume: sei wadaro?
Mukadzi: nekuti waigara wakangondibata
Murume: neniwo ndaishuwira kuti dai waiva newspaper
Mukadzi: sei wadaro
Murume: nekuti ndaiti ndikakuverenga nhasi ndobva ndarasa mangwana ndotenga rimwe.