Inzwa conversation iripano mukomana aida kutaura nechimoko bt changa chisina fone so
akafona pane yamudhara wacho:
Baba: haloo
muface :halo ndingataure wo na stella
baba: ndiwe ani
muface: ndini Kero
Baba: unoti ndiwe Caro anenzwi rechirume manje hausi kuzotaura naye kana usina kundiudza kt ndiwe ani
Muface: inga ndirikutaura wani kt ndini Kerovhini
Mudhara akasvika kumba wife namaid wakagara hawo. Wife ndiye akatanga
Wife: Maswera sei daddy? Daddy ziii.
Maid: Maswera seiko baba? Mdhara zii.
Wife: Ahh ko zvaitaseiko nhai baba mwana. Kwakanaka here?
Daddy: kuchinaka chii, pakati penyu muri two pane akandipa siki...
Wife : dady kasikai kuuya kumba nhasi ndabika zvamunofarira chaizvo.
Husband : wakatanga riinhi kugona kubika LION LAGER.
Amai vemba vanga vaenda ku holiday and Baba vemusha vakanga vatorine chikara chekuti vatoluma. Vakati zano vakati rega ndiite plan nemusikana webasa uyo akanga ava ne 2 weeks achangobva kumusha and aisaratidza kungwara ngwara.
Vakamusheedza mu bedroom ndokubvisa bhurugwa ravo ndokunongedzera chinhu chavo
Baba : Unoziva kuti chii here ichi?
Sisi : (vachinyaririra) Hongu baba
Baba : Unoziva basa racho?
Sisi : Ehe
Baba : ita tione
Sisi pakarepo vakabva vapfugama nemabvi ndokubata chinhu nemaoko maviri ndokuswedera pedyo pedyo ndokuvhura muromo...
Baba vakabva vatsinzinya maziso vagadzirira...
Sisi ndokuti : "chekutanga ndoda kukwazisa amai na baba vangu vari ku
Uzumba ndozokwazisa sekuru Jowero na Tete Esinathi, ndinokumbirawo
mundiridzire kambo kanonzi 'this time haulume'..."