Amai vakatengera mwana toy yekombi. Kakomana kakatanga kuitambisa kachideedzera kachiti "vabereki 4 4, Tafara Mabvuku kwagogo! Ko imi makamirirei? Murimhata" The mother overheard her son and was angry. She took away the toy and hid it. After a while vakanzwa tsitsi mwana wavo angonyarara. She give him the toy bck. Gare gare vakanzwa mwana akudeedzera achiti "vabereki tadzoka handei 4 4 Mabvuku, soriyi mota yanga yatorwa nekahure ketraffic!
Umwe mwana kumusha akagara pasi muchechi asina bhurukwa fata vaka zviona vakati: "mwana, kana chechi yapera undione."
Mwana akaenda kunovaona zvikanzi nafata "Tora $10 utenge mabhurukwa wanzwa!"
Mwana akafara, amai vacho vakazviona then next weekend vakaendawo vasina bhurukwa ndo kunogara pa front row vaka shadabura. Zvikanzi na fata "amai mundione , kana chechi yapera".
Amai vakaona fata ndokubva fata ati, "Amai oyi 2rand mutenge razor"