Find by tag

Buri pa ceiling

Vana nekushereketa vakaboora buri pa ceiling  ravakashandisa pakubuda mumba mavakange vakiirwa. Unfortunately vabereki vava vaive vanhu vapfupi. Vakange vasina mari yekugadzirisa ceiling. 
Mai mwana ini ndichakwira pamusoro pako kuti ndikwanise kusvikira paburi iri kuti tiri gadzire. Mai mwana vakabva vamira baba ndokubva vakwira pamapendekete avo kuti vasvikire ceiling. 
Vana vakabva vanzi endai munotambira mumba pakabva pasvika vaenzi vakatambirwa nevana panze. "ko baba varipi ?"
Vana vakapindura vachiti "baba vari mubedroom pamusoro paamai vari kunama paburi patakabuda napo."
Vaenzi nenyadzi vakabva vatora mabhegi avo vachibva vaenda.

Get nyambo in your inbox!