Random
Find by tag
Nyambo dzine tag 'thomas-mapfumo'
Tazvida angabudirira ku america here va Mapfumo?
Vanzi Vamukanya vakanga vachangobva ku states saka vakabva vamboita interview vachangosvika pa airport:
Reporter
: Ko vamapfumo kwanga kwakadii kumhiri kwemakunga kamakanga muri
uku
Mapfumo
: Ha ndakafarirwa zvekuti mumashows mangu maitozara vanhu vachitotsikidzirana
Reporter
: Ko vaTazvida(system) vanga vachida kuzoendawo .Munoonawo vachibudirirawo here?
Mapfomo
: Mmmm handifunge kudaro nekuti hakuna mapurazi akawanda
thomas-mapfumo
system-tazvida
Mukanya on Chopper
Kwahi naMukanya, "a-aah ndakanga ndisingazivi kuti kuridza mhururu nemuridzo
kunoitisa mari, uyu mufana Chimbetu avakufamba neBenz".
thomas-mapfumo
simon-chimbetu
Featured Tags
change yema usa
mari
munyama
chinoz
nhumbu
mukomana
amai
murume
musikanzwa
bhawa
noah wemu bhaibheri
tsumo
condom
zanu
whatsapp
doro
nhubu
maruva
court
nhamo
roja
sheshe
mwana
hope
chikomba
hove
kumusha
roora
bond notes
pentecostal
dofo
murume
mukadzi
mazhanje
zim dancehall
bhaibheri
zimbabwe
zimbabwe
mari
kombi
tezvara
kombi
mai
mwari
south africa
magetsi
benzi
denga
pork
hondo