Find by tag

Wasu mu zamanishoni

Zvanzi wasu dzakanga dzechionyore zama pa Mount Pleasant Upper-top. Mubvunzo kwakootanga ngekuti, 'Compare and contrast...'

Invigilator wakasvika pana Wasu dziripakati pekudzvokora answer sheet reangaari panext padzo.

Invigilator : ko Wasu muri kuitei?
Samaz : ndiri kuCompare.
Invigilator : maCompare mozo dini?
Samaz : ndo adjusta answer yangu

Zamanishoni rechiShona

Shona Paper 1 Time 1hr 30min Can You Pass?

1. Tonde akasangana naJohn achienda kumunda, Ndiani aienda kumunda?

A .John 
B.Tonde 
C.Vose 
D.Hapana

2. Chii chatinokama kana taenda kudanga?

A. Mombe
B. Mukaka
C. Zamu
D. Nyatso

ma results abuda...

ndirikubva kunotora maresults kuchikoro. Hazvina kumbomira mushe.

English. E

Maths. U

Accounts U

Facebook. B

Whatapp. A

Zamanishoni re Zimsec shona

Zimsec O'level Shona 
Multiple Choice :
Chii chatino kama kana taenda kudanga ? 
A . Mombe 
B . Mukaka 
C . Zamhu
D . Minyatso 

Zvidzidzo - homework ya july

Nhasi ndiri kukupai homework. Nditumirei mhinduro pamibvunzo inotevera.
1. Ko munhu anokwanisa kuchema here kana ari pasi pemvura?

2. Ko hove dzinombonzwawo nyota here?

3. Ko sei shiri dzisingadonhi padzinenge dzakarara mumuti?

4. Ko sei imba ichinzi building asi iyo yakapera kuvakwa kare?

5. Ko pavanoti chikafu chembwa chitsva uye chava kunaka zvakawedzerwa, ndiani anenge achiravira?

6. Kuudza munhu kuti ndinokuda hausi mubvunzo asi sei vanhu vachitarisira mhinduro?

7. Ko sei glue risinganamiri mugaba raro?

8. Kana muchiti mari haimeri mumiti, Ko sei mabank aine mabranches?

9. Ko sei tichiwana nzvimbo dzekupaka mota pamabhawa asi mutemo usingabvumiri kuti munhu achaire mota akanwa doro?

10. Ko sei mvura inopisa ichidzima moto asi paraffin inotonhora ichiutungidza?

O'Level results slip

O Level  Results:

Name : Tyler 
Surname: Venom

Magaba Secondary School

Maths                 U
English               U
Shona                 U
Science               U
Geography           U
History                 U
Zimdancehall        A

NB: Ma clarks haana kuuya coz Zimsec ikufunga kuti akaona bepa.

Get nyambo in your inbox!