Find by tag

Ndofira maBanana

Mumwe muchinda aishanda pafarm yemurungu. One day akatumwa kutemha maBanana. Muchinda uyu akakwira mumuBanana akadonha zvakaipisisa kwazvo. Murungu akabva amhanya zvikuru akawana muchinda uya achiri pasi akangoti zii. 

Murungu akabva ati: "How do you feel?" 
Muchinda uya ndokubva ati: " Ndofira maBanana enyu Bhasi!!!!!!!"

Kurara Pabasa

Vamwe blazo vaiva mahobho/guard vakabatwa vakavata on duty. Pavakanzwa boss ava kuti "Iwe Peter!!!", dzakabva dzati "Amen"

chinoz - relaxing mu park

Chinoz aive akalaxer zvake mupark, pakabva pasvika a white lady.
White Lady: Oooh are you relaxing?
Chinoz: No i am Chinoz.
White Lady: No i am just asking, are you relaxing?
Chinoz: Haaa ibvapa iwe ndinonzi Chinotimba mhani!
Then akabva asimuka akutenderera zvake mupark,  akabva aona kawhite kid kaitamba zvako...
Chinoz: Are you Relaxing?
White Kid: Yes i am..
Chinoz: Pfutseki wako mhanya kuna mbuya wako vari kukutsvaga. Vari kungobvunza munhu wese kuti are you relaxing, are you relaxing...

Get nyambo in your inbox!