Find by tag

Unoda kuuraiyisa mhuri yese

Mumwe muface aibva kunorova mbanje achibva awsvika paden ndokuwana gezha yapopa
kubva kurifazi, achibva akena muddenazi ndokubva ati manheru baba maswera sei?,
ngezha ndokudavira, achibva apinda mubedroom make kuti ambonoviga mbanje dzanga
dzasara, adzoka musitting room manga mune ngezha achibva ati manheru maswera
sei?, achibva apfuurira kuenda kukitchen ndokutora sadza rake achibva asvikogara
ndokubva ati manheru maswera sei?, apa ngezha yaiva yamutarisa nepamusoro
penewspaper yayaiverenga, dzichibva dzarova skero, dzapedza ndobva dzanodzosera
maplates kukichini achibva asvikoti manheru baba maswera sei?, apa ngezha haina
kupindura, achibva agara pasofa, kamunin'ina kake kachibva kauya kuseri kwesofa
kachiti vha -aamumu vhaaaamu, yava 20, vhaaaamu yava mu50, kachiramba
kachingodaro kusvika kava mu180, a-aah blaz vembanje vachibva vasimuka
ndokuvhara nembama hanzi iwe inotibheutsa unoda kuuraiyisa mhuri yese.

zanu pf - vote of no confidence

Ndiri worried zvisingaite, ndawana mukadzi nevana vachitaurira pasi pasi. Pandangopinda vanyarara, ndiri kufunga vanga vachitaura zve Vote of no Confidence on me. Kana kupinda mutoilet chaimo ndiri kutya kuvasiya vega.Ndoitawo sei vanhuwe?

Nhaka

Mudhara Paul on his death bed surrounded by his 2 sons, a daughter, wife and nurse.

First born son you will have Joina City,
Second son, you will have Eastgate mall
Rosey my lovely daughter you will have Eastlea residential
Wife you will have Borrowdale Brooke 

And the nurse said your husband is a good man he worked for something and he now lives you rich

Wife says kwaaniko!! he is a milk delivery guy arikutisiira kwekutengesera mukaka.....

Get nyambo in your inbox!