Mudhara akasvika kumba wife namaid wakagara hawo. Wife ndiye akatanga
Wife: Maswera sei daddy? Daddy ziii.
Maid: Maswera seiko baba? Mdhara zii.
Wife: Ahh ko zvaitaseiko nhai baba mwana. Kwakanaka here?
Daddy: kuchinaka chii, pakati penyu muri two pane akandipa siki...
Wife : dady kasikai kuuya kumba nhasi ndabika zvamunofarira chaizvo.
Husband : wakatanga riinhi kugona kubika LION LAGER.
Amai vakatengera mwana toy yekombi. Kakomana kakatanga kuitambisa kachideedzera kachiti "vabereki 4 4, Tafara Mabvuku kwagogo! Ko imi makamirirei? Murimhata" The mother overheard her son and was angry. She took away the toy and hid it. After a while vakanzwa tsitsi mwana wavo angonyarara. She give him the toy bck. Gare gare vakanzwa mwana akudeedzera achiti "vabereki tadzoka handei 4 4 Mabvuku, soriyi mota yanga yatorwa nekahure ketraffic!
Pese pandaienda kumichato yeshamwari dzangu vamwe ana mai vemumaraini vaingonditi ''Ko iwe ucha chatawo rinhi vamwe vari kungochata?''
Izvi zvaindirwadza chose, zvaka zopera pandaiti ndakasangana nawo panhamo ndovadzunzawo kuti: "Ko imi muchafawo rinhi wamwe venyu varikungoenda''