Find by tag

Ranga rawira kuseri kwe durawall

Amai Jeni vawacha hembe dzavo vaisa padurawall. Pakunotora manheru bhurukwa ravo ranga radonhera panext door kuseri kwedura wall. Ko vanozivei!

Vabva kubasa baba vepanext door vomemawo musha wavo manheru aya. Aa vabva vadhumana nebhurukwa. Vanodana kamwana kavo vobvunza kuti raive raani. " Mai Jeni" mwana anodaira. "Chienda unovapa"

Pakusvika kwamai Jeni kamwana kanosvikoona baba Jeni. " Hanzi nababa bhurukwa ramai Jeni iri..."

Imbwa dzepa next door dzanetsa

Chinoz wyf" daddy imbwa dzepanext door dzirukunyanya kuita noise endai munotaura navo tave kutadza kurara.chinoz wakes up, goes thr and returns after 15 mins bt the noise was now 3 tyms  more.

irritated the wife asks"ko noise yacho zvayatonyanyisakasi mawatadza? Chinoz replied"aiwa mai mwana ndatora imbwa dzacho ndikadziisa muyard medu kuti vambozvinzwawo zvadzinoita."

ndipei risina hupfu

Hupenyu hwakaoma ndirikunzwa hangu mwana wepanextdoor ari kuchemera sadza mai vacho varikuti hapana hupfu iye arikuti arikuda rakadaro risina hupfu

Ndokupa makumbo

Ndanzi neka babe kepa next door ndibatsireo kuundura huku kana tapedza ndokupa makumbo

Handisi kumhanyisa pfungwa here?

Ndadonhedza mari - kutuma mwana wepa next door

Ndamuka ndine coin rangu, Ndabva ndatumira kumwana kepanext kunonditengera half loaf, ndakaona kachidzoka kasina chingwa asi kachidya yoghurt. 
Hanzi ndadonhedza coin renyu ndichienda Saka pakudzoka ndabva ndanhongawo rangu ndikabva ndatenga yoghurt 

Zvinombofamba sei nhai vavakidzani?

Zvinombo famba sei?
Musi wauno pinda ne hure mumba, vavakidzani vanokuona. 
Asi musi wauno birwa nembava, hapana anozviona sei?

Ayini yepa next door

Vakomana nezuro ndakanokumbira ayini yepa  next door ndikanzi chingoayinira pano zvino nhasi iye andikumbira mop ndikati mopera muno,ndakanganisa here

Get nyambo in your inbox!