Find by tag

Kuenda kudenga

Vatendi kana muchida kuenda kudenga musangonamate church dzese dzese tangai MAGAYA musati MAKANDIWA mugomba nekuti muno GUMBURA Mwari gore rino tichadzidza zvakawanda!

Mu Zimbabwe zviri kufaya nema Anointing Oil

MuZimmbabwe zvirikufaya:

Boss ane anointing oil yake kuti vashandi vanzwisise,mushandi aneanointing yake kuti boss vanzwisise.Mwana wechikoro  aneanointing pen,mudzidzisi aneanointing pen and anointing oil yake kuti ave nevana vanogona. Vasikana varikuno vaneanointing oil yerudo,vakomana vaneanointing oil yekunyenga.Mbavha dzine anointing oil yekuba,vanobirwa anointing oil yekusabirwa.Varimhiri muchadzidza zvakawanda December uno kana mauya

Vanhu vanoda chirungu kudarika chivanhu

  • Ndopaunoona munhu achiramba mvura yemuteuro achida anointed water 
  • Kutoramba kubatsirwa nemuporofita asi achida prophet
  • Hanzi handipfeki shinda dzomunamato asi ndopfeka wrist band
  • Kuti handinamate mufananidzo asi aine chidhori chine mufananidzo waprophet 
  • Kuramba kuyereserwa cooking oil kumasowe achida kunamatirwa anointing oil
  • Munhu kuramba kunzi Mupostori Asi uchizviti Apostle Chakadaro.

Zvasiyanei idzo pentecostal nemapositori?

Masasi ema prophesy: gomba

Dear  ana Madzibaba, ana Papa, nema porofita ose,
Stop saying "ndirikuona gomba pamberi pako". It's not prophecy! Munhu wese anoziva kuti Zimbabwe izere nama potholes

Get nyambo in your inbox!