Find by tag

Mfundisi abvunzwa nzira yeku posvo

Mufundisi akabvunza chidhakwa nzira yeku Post Office. 
Aratidzwa nzira akatenda chaizvo mufundisi akati kuchidhakwa: "waitabasa wozouyawo kuchurch ndokuratidza nzira yekudenga ".
Chidhakwa chakadzedzereka chichiseka, chikati: "wozoziva yekudenga iwe wambotadza yekuPost Office?"

Pastor vachitaura nezveDenga mu kereke


Pastor: Today i want to talk about heaven,
Interpretor: Nhasi ndikuda kumbotaura nezvedenga, 
Pastor: Not about the sky,
Interpretor: Kwete zvedenga,
Pastor: Not about the roof,
Interpretor: Kwete zvedenga
Pastor: Not about the ceiling,
Interpretor: Kwete zvedenga,
Pastor: But about heaven.
Interpretor: Asi zvedenga.

Unobuda wanzwei ipapa shuwa?

Mharidzo yevanhu vasingapindi denga

Pastor: "Varoyi havapindi denga"
Chidhakwa : "Amen Pastor"
Pastor: "Mhombwe hadzipindi denga"
Chidhakwa:"Allelujah Munhu WaMwari"
Pastor: "Vanonyeya ,vamwe,mhondi nembavha havapindi denga"
Chidhakwa:"Ndizvozvo Pastor taurai zvenyu"
Pastor: "Kana zvidhakwa hazvipindi denga"
Chidhakwa: "Ndera mai vako here denga racho raunorambidza vamwe"

MaZimbo hatino tongwi kudenga

Nhasi ndafara pandaona verse inoti vanhu vachatongwa nemabasa ndikati yes yes yes muzimbabwe hatitongwi coz mabasa hakuna

kana usina bubvisa pfuma unoenda kudenga here?

Isaac: Munhu akafa asina kuroora (kubvisa pfuma) anoenda here kudenga?
Mike: Achiendepi iye akambotadza kuenda kwaatezvara.

Get nyambo in your inbox!