Find by tag

Summary yezvi dzidzo

Kune vari kunze kwenyika.  Zvidzidzo izvo kuitira musasare.
1). Zvigure hazvichatizwa muroad, takutopesana nazvo mekutozvibvunza ma directions kana warasika.
2) Kuno uka driver mota uri straight unenge wakadhakwa vari sobha vanoita vachibuda muroad vodzoka kunge varikuruka madhoiri coz ma potholes awanda kupfura nzira.
3) kuno blackberry yambudzi zvekuti pa value yakutokundwa neka mtn orange screen saka muzivewo mafon ekuuya nawo.
4) whatsapp caller kuno haiite unenge uchingozvinzwa wega saka kana mafunga kufona motoisa etym henyu.
5.) Zvinhu zvikuti netsei saka panogona kuzongodiwa matissue kuno pamberi apo.
6) line renyu re econet riye rasai henyu coz muno broker coz kwane ma extra lite what what mukadzoka mozotenga re net1. 
7) kuno munhu wese ari kudzidza saka mukadzoka be ready kujoina chirongwa chedzidzo. 
8) baba jukwa hakuchina. Ma facebook bundles akudhura
9) chihure chakatenderwa saka moudza hanzvadzi dzedu kuti ngavauye vatengesere nyama kumba havo.
10) mabasa kuno hakuna

Yambiro kune vari ku diaspora

Of phone calls from ALL numbers starting with +263. They are Zimbabweans looking for help, unofa nekukumbirwa hameno hako

Get nyambo in your inbox!