Find by tag

Mbavha, muroyi, pfambi

Mbavha yakaroora muroyi ndokuzvara pfambi, zvino chakunetsa ndechekuti  vakushaya wekusiya pamba manheru. Pliz tipeiwo mazano tivabatsire varikuda kutobuda izvozvi.

Vamwene vawana chinhu mu Tea

Vamwene was served tea nemuroora, unfortunately vakaona chinhu mucup. Siilently ndokuchisungira pazambia. 
Vadzokera kumusha vakakokorodza hama dzavo dzose vakati ndaida kuuraiwa nemuroora asi vadzimu vangu vakaramba. Ndokutuma mzukuru wavo kunotora zambia. 
Wanei i TEA bag!!!!

Mhuri ye mbavha, muroyi nepfambi

Mbavha yakaroora muroyi ndokuzvara pfambi, zvino chakunetsa ndechekuti vakushaya wekusiya pamba manheru.

Pliz tipeiwo mazano tivabatsire varikuda kutobuda izvozvi.

Get nyambo in your inbox!