Find by tag

Advantages enhamo dzedu mu Zimbabwe

Advantages enhamo dzedu muZIM:
Umwe mukadzi akabata murume wake aine small house. Akatsamwa akaenda kumba kumba ndokusvikogadzika poto yake yemafuta pastove afunga zvekudira murume mafuta anopisa. Akagara hake achimirira murume kuti auye mafuta achisanopisa. Murume achingopinda mukadzi akabva angoti poto iya bidzu ndokudira murume wake. Murume akashaya kuti ko mukadzi akuita sei. Mukadzi ndipo paakazoona kuti kwanga kusina magetsi....

Get nyambo in your inbox!