Find by tag

kkkk pa chat

Ukaona munhu ati kkkk zvinoreva kuti

K-anyaya
K-ako
K-ari
K-ubhowa
K-wazvo
K-uita
K-unge
K-anhongwa
K-umabhini

Gore rezvidzidzo - kkkkk zvinorevei

Mushure mokuona mawandiro ari kuita ma "kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk"
Mukutaurirana kurikuitwa takazoitazve imwe ongororo isu ve Gore rezvidzidzo (GR) kuti ma "kkkkkkk" anoreveiko. Tikazowana mhinduro inoti kkkkkkkkkkkkk zvinoreva kuti: 
"Kanyaya, kako, kekunyepa, kauri, Kuda, kundiudza, kanoda, kana, kuine, kanguva, kekutambisa, kuitira, kuti, kanyatso, kangwa, kasinga, kurumidzirwi, kuitira, kaibve, kose, kasazo, konzeresa, kana, konzwikwa, kuvanhu, kwese, kwese, kwakanozosvika, kofamba, kega"

Mazuvano tava kuchaja nezviri mukati

Mbavha mbiri dzakaenda kucourt mushure mekunge dzaba muSupermarket... 

Judge: "iwe wekutanga taura tinzwe wakabei?"
Mbavha 1: "Ndakaba gaba rehove".
Judge: "Maiva nehove ngani?".
Mbavha 1:  "Shanu"...
Judge: "Mazuvano takuchaja nezviri mukati saka makore mashanu mujere".
Mbavha 1: "kikikiki"...
Judge: "ko uri kusekei?"..
Mbavha 1: "ahh kutoseka hangu shamwari yangu yakaba gaba reBHINZI!!"

January Disease - Dai achipera hake January

Dai January achipera hake zvimwe zvatava kunzwa kuti zvinonaka so.  
Hanzi nyevhe yasangana nematemba zvinonaka umwewo hanzi rice rine avocado umwe hanzi spagheti rine dovi zvinonaka zvidhakwa hanzi ndaisaziva kuti krango inonaka inoda wadya chete, vakadziwo hanzi jolly inonaka especially uine ma ice inobva yaita coke chaiyo kkkkkk dai achipera hake January ukuwo vanoenda kubasa hanzi vakomana vemakombi vanodada ndava kuenda nema pickup.

kkk zvinorevei?

Prosper:Bby Tariro pasi pano unoraramira chii?
Tariro:ndoraramira kkk 
Prosper :zvinorevei kuti kkk?
Tariro: kudya, kunwa, kumama