Little girl asks her mom, "nhai mhamha, vanhu takabva kupi?"
Mum, "vanhu vakatanga vari makudo. Ndokubva vatanga kushanduka zvishoma kusvika
vave vanhu, muchazvidzidza kuchikoro."
The little girl wanted a better elaboration from her father and she asked him. "Nhai daddy vanhu vakabva kupi?"
Dad - "Munhu akasikwa namwari. Kwakatanga kusikwa Adam naEve, ndivo vakazobereka vanhu vese".
Daughter - "ko inga mhamha vati vanhu vakabva kumakudo?"
Dad - "Ini ndakuudza kwakabva family yedu, mhamha vako vakuudza kwakabva family yavo."