Find by tag

Zvese zvakungotsva

Nyaya yekutsva iyi yanetsa.kwakatanga imba yachiyangwa,kukauya yagono,ndokuzouya complex yekuglen view.ikozvino beans dzangu dzanga dziri pamoto dzatsva

Ndakatengesa madomasi

Interviewer: VaChiyangwa, makazvigona sei kuti musvike kuita millionaire?
Phillip Chiyangwa: Ndakarima madomasi 1 million ndikamatengesa dhora dhora.

philip chiyangwa agadzwa kuita zifa president

Reporter: Nhai vaChiyangwa, ndimi magadzwa kuita zifa president kudai! Tiudzewo kuti soccer star weku America ndiani.
Chiyangwa: hoo uyu munhu wese anomuziva haanetsi ndi Kobe Brant

Get nyambo in your inbox!