Mwana adzokazve nehomework iyi ndiyo mivhunzo ycho ini ndazvikonewa saka ndauya kwauri:
Q1: rurimi rwenhunzi rune colour yerudzii
Q2: tsvina yemombe inonzi ndove koyemosquito inonzi chii?
Q3: mwana weinda anonzi chii?
Q4: nditaurire kuti average weight yenyuchi ichangoberekwa ichii?
Q5: tsikidzi hadzi inonzi chii nechingezi?
Q6: munhu anoba anonzi mbavha, ko anobirwa wacho anonzi kudii?