Random
Find by tag
Nyambo dzine tag 'mvana'
Mai vanoda rubatsiro
Ndevapi Amai vanoda rubatsiro aps:
Vanotamba paroad show
Vanoyamwisa mwana vakamira
Vanorasira masadza mugarden
Vanotsvaira yard vachiimba kuma 4am
Vanonanika magumbeze aitirwa weti nemwana vasina kuawacha
Vanobvisa mwana madzihwa nehembe yaakapfeka
Vanonwa mvura nechigubhu chinogara nemvura mufridge
Vanopukuta patable nechikorobho
Vanorega macalender emakore akapfuura akaturikwa kumadziro
Vanoswera vakasunga pulling socks mumusoro
Vanoenda kunotenga chingwa vakapfeka night dress
Vanoenda nemwana wavo kunonamatirwa naPastor wavanogara vachinyeya
kuti
haana mweya.
Vanorara vasati varatidza muenzi paacharara
Vanoenda kunopopotera murume kubasa
Vanoshandisa matooth pick vachidzosera mugaba mune mamwe
Vanoenda kunhamo kumusha vodzoka munhu asati avigwa
Vanokumbira mvura yekubika cerevita yavo panhamo
Vanogezera mazino mukitchen sink
mvana
mai
amai
Featured Tags
wasu
tezvara
chinoz
facebook
whatsapp
reserve bank of zimbabwe
kunyima
chinoz
chinoz
mbare
mvana
zimsec
bhawa
mukadzi
chikafu
chidhakwa
mukadzi
rufu
mwana
ambuya
roja
zesa
chikoro
world cup
chikafu
visa
chinoz
murume
ma floods 2017
zanu
nhumbu
bonus
chikoro
Rugare Gumbo
asi chii nhai
Mapurisa (ZRP)
chinoz
kombi
makuhwa
doro
chikoro
denga
mbavha
chidhakwa
tapinda tapinda
masvingo
bond notes
muzukuru
murume
bhanga
Get nyambo in your inbox!